Kubirwa zvitupa kana munhu akashandisa ruzivo rwako kana rwemari pasina mvumo yako. Mbavha inogona kukubira zita rako nekero, kadhi rechikwereti kana nhamba dzeakaundi yebhangi, nhamba yeSocial Security, kana nhamba dzeakaundi yeinishuwarenzi yezvokurapa.
Dzidza zvakawanda nezvekubiwa kwezvitupa uye kuti ungazvidzivirira sei mubhurocha rino remitauro miviri: