Unoda rubatsiro rwemutemo?
The Legal Aid Society yeCleveland inogona kukwanisa kubatsira!
Bhurocha rino rinoratidza kuti Legal Aid ingakubatsira sei kugadzirisa matambudziko ane chekuita nemari, pekugara, utano, basa, nyaya dzemhuri nezvimwe. Bhurocha racho rinopawo ruzivo rwekuti ungadzidza sei kana uchikodzera kushumirwa uye kuti ungawana sei rubatsiro kubva kuLegal Aid.